Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Tinotenda baba, idi katatu kasingagume, idzi itsanaguro, pfimbi dzemweya musvene, isu takamirira nokuti matsotsi awanda, tsananguro idzi ndakadzidziswa 1989 tichikura, tinotenda chose baba
Baba ava takanamata navo muguruve vakati ivo mukaona echoes akuzvimiririra ega asisapinda mujerusarema guruve zvareva mweya vaakushanda navo neve manomano saka hatizivi kt ndochii ichi akabuda uyu ava ega kuda hukuru chete
Aiwa muguruve vanopinda nguva nenguva musanyepa
@@ItaiZinabwa-zh4dj yaa kana achipinda muguruve but haachasangane nana madzibaba Ekenzi anotova nesangano take sezvakaita Rorenzi vekuchitungwiza
Baba munovaka nyika nechokwadi hamubhabhadzire nyika
Ndatenda katatu munhu washer izvindezvemweya shuwa tipeizvimwe
Ecos micho
Namatai mwari apositora siyai nyaya dzisine nechekuita nehumambo ...twunyaya twekutyisidzirana akuna zvakadaro
Akupenga akambopenga dhasuwesi wenyi mwari ndimwari kwete zvirikutaura Benzi iri tarisayi ndebvu dzacho kusageza hanzi ndinokutendayi wakomana kunge ndiye mwari makundebvu masateerere Ranuwero chii
Kutozvipa nezita kani kunge anogona kunamata hapana apa hutsinye nehutsinye anoitira mukadzi hutsinye haatengi chikafu
@@lawrancemarwakuona5951 ndebvu idzodzo dzarapa mapenzi mazhizhinji kwazvo mapofu iwe dzako dzinogezwa dzakarapa vangani
@@lawrancemarwakuona5951 nekusagona kunamata kwake ane vana vatorwa vaanochengeta ega iwe une vangani vauno chengeta, tikatora mukadzi wake tikamuisa apa totora wako tinokunyarira, musangorwadziwa baba fundai kunamata nekuti apa chanosara kubuda husiku nekuti kuroya makuto roya kare, zviri kutaurwa nemurume uyu itsananguro dzeidi kunyangwe mukabvunza vakuru muJerusarem vanokuudzai zvimwe chete
nhai baba mukunge vanhu voita dzokororo yetsnangura pane anenge atyichidzirwa
Ummmmmm uyu ka uyu hameno hako
Emen
tipei zvimwe tinzwe kutaura kwenhau
Apana apo zimbwa iri
murikuenda kudzivaka 🤣🤣🤣🤣🤣murikotora sipo netauro here😂😂😂
Ko akuitacy
Chinonetsa ndechekuti machemero haidi kunzwa chokwadi